Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rodha munhu anofamba ari mubhazi achibatsira kukwidza zvinhu pamusoro pebhazi.
1
Rodha munhu anofamba ari mubhazi achibatsira kukwidza zvinhu pamusoro pebhazi.
Rodha munhu anofamba ari mubhazi achibatsira kukwidza zvinhu pamusoro pebhazi.
Kusorodha kuvhara buri rinenge riri papoto kana chimwe chinhu chesimbi, uchishandisa mutobvu.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rododo
Kuti rododo kufamba makatevedzana, umwe ari mberi koumwe, muchitevera gwara rimwe chete.
VerengaSwipe for the next word