Duramazwi
tesvera
-pinza
Duramazwi
Kana chinhu chakatesvera chinenge chine muromo wakatetepa chaizvo, chichigona kubaya kana kutema.
Kana chinhu chakatesvera chinenge chine muromo wakatetepa chaizvo, chichigona kubaya kana kutema.
Tsono ine muromo wakatesvera saka inogona kukubaya nyore.
Pfumo imhando yedederere rine mashizha marefu uye akatesvera nechekumberi kwawo.
-pinza
Duramazwi
01 / 03teta
Kana huku ichiteta pasi inenge ichipara pasi netsvaratsvata dzayo.
VerengaSwipe for the next word