KwaunobvaDuramazwiTtesvaidza

Duramazwi

tesvaidza

Zvinoreva

Kutesvaidza kudzidzisa mwana kufamba uchiita zvishoma nezvishoma.

1

Kutesvaidza munhu kumuregera achiita zvinhu zvakaipa zvinoita kuti azofunga kuti zvaanoita zvakanaka uye kuti azoramba achizviita.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tesvera

Kana chinhu chakatesvera chinenge chine muromo wakatetepa chaizvo, chichigona kubaya kana kutema.

Verenga

Swipe for the next word