Duramazwi02 / 03vhirimisaKana vana vachivhirimisa motokari dzavo dzokutambisa vanenge vachidzisunda nokudzifambisa.Verenga→
Duramazwi03 / 03vhirimuKuti vhirimu kufambisa muviri uchiteta kubatwa kana kunyenyeredzwa kwaunenge waitwa.Verenga→