Duramazwi
vhinza
leak
Duramazwi
leak
Kana mvura ichibvinza mumugomo inenge ichibuda nepakaburi kanenge kari pamugomo iwoyo.
Kana mvura ichibvinza mumugomo inenge ichibuda nepakaburi kanenge kari pamugomo iwoyo.
Mota yakatsva nokuti peturo yakanga yovhinza yakabatira moto.
Kujuja kuvhinza kwakanyanya, kunoburitsa mvura yakawanda.
Kuti ja ja ja kuvhinza kunoita mvura mumudziyo wakabooka, kana kuti denga remba risina kupfirirwa zvakanaka.
Kana mugomo uchibvinza unenge uchiburitsa mvura nepaburi.
-donha · -duza · -dzudza · -bomha · tsutsa · -chacha
Duramazwi
01 / 03vhinzuka
Kuvhinzuka kushamisika nezvinotyisa zvaunenge wanzwa.
VerengaSwipe for the next word