Duramazwi
Zvinoreva
Kudonhedza mvura nenzira yekuvhurika (to leak).
1
Kudonhedza mvura nenzira yekuvhurika (to leak).
Kana mvura ichibvinza mumugomo inenge ichibuda nepakaburi kanenge kari pamugomo iwoyo.
Tara inamo nhema inobviswa pamarasha inowanzoshandiswa kugadzira migwagwa nokunama matenga anobvinza.
Kana mugomo uchibvinza unenge uchiburitsa mvura nepaburi.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvipfipfi
Bvipfipfi ruzha runoitwa nenhiyo kana tumwe tupuka tuchifamba.
VerengaSwipe for the next word