Duramazwi
booka
hollow
Duramazwi
hollow
Kana mudziyo wakabooka unenge uine buri rinogona kubudisa zvawakatakura.
Kana mudziyo wakabooka unenge uine buri rinogona kubudisa zvawakatakura.
Kana hanzu yadurika inenge yabooka kana kubvaruka pamwe panzvimbo pachisara buri.
Kana mudziyo wakabooka unenge uine buri rinogona kubudisa zvawakatakura.
Kuti putyu kubaya chinhu chakatefeteka chobva changobooka ipapo.
Kana chinhu chichinzi chakabooka chinenge chichiwanikwa zviri nyore. Mazuva ano mbatya dzakabooka kumupedzanhamo zvekuti ukaenda nemari yakawanda unodzituta.
Duramazwi
01 / 03boora
Kana munhu achiboora chinhu anenge achichibaya nechinangwa chokuti chisare chava neburi.
VerengaSwipe for the next word