Duramazwi · zita
bonza
bonja
Duramazwi · zita
Kukwazha kurova michero kana mashizha emuti kuti adonhe uchishandisa bonza kana rumuti.
Kuponda kurova chimwe chinhu zvakasimba uchishandisa zibonza ziguru.
Kukuzha kutemha michero uchipotsera nemabwe kana mabonza, zvekuti kunenge kuchingodonha yakaibva zvese neisina.
bonja
Duramazwi
01 / 03boo
Mombe inoti boo kana ichichema sekunge zviya yatungwa neimwe.
VerengaSwipe for the next word