Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bonore muguri wechibage chavhunwa kubva padzinde racho.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bonya
Kubonya kubuda misodzi mumaziso kunoita munhu achichema kana kuti atosvorwa.
VerengaSwipe for the next word