Duramazwi
Zvinoreva
Kubonjora munhu kana mhuka kuirova nechitanda chinobaya uye chinorwadza.
1

Vabonjora mwana kumusana akabuda ropa.
Kubonjora munhu kana mhuka kuirova nechitanda chinobaya uye chinorwadza.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bono
Kuti bono kubwaira maziso komunhu apererwa nemazano.
VerengaSwipe for the next word