Duramazwi · zita
1
Bonje mucherechedzo unosara pakakwatuka kana kuchecheneka pamudziyo wedhaka.
Akabata muviri wavo achitsvaga mbonje.
Kusimbirira kurapa mhopo kumusana iwe une ziso rine mbonje.
2
Bonje mucherechedzo unosara pakakwatuka kana kuchecheneka pamudziyo wedhaka.
Zvine chekuita
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bonjora
Kubonjora munhu kana mhuka kuirova nechitanda chinobaya uye chinorwadza.
VerengaSwipe for the next word