Duramazwi
Zvinoreva
Kubonoka kubwaira maziso kunotaridza kuti wapererwa nemazano.
1

Kubonoka kupukutika kwetsvina kubva pamuviri kana munhu achigeza.

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bonore
Bonore muguri wechibage chavhunwa kubva padzinde racho.
VerengaSwipe for the next word