KwaunobvaDuramazwiHhupi

Duramazwi · zita

hupi

Zvinoreva

Hupi muguri netsanga dzechibage.

1

Hupi muguri netsanga dzechibage.

Chipanga kashinha kanotanga kubuda mudzinde rechibage, kachizokura kufuvhurura nokuita hupi.

Munjoko mutakura wechibage chakaoma, chinobikwa dziri hupi.

Fushe chibage chakabikwa chiri chinyoro, chikaomeswa iri hupi, uye chinowanzobikwa pamwe chete nemangai.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hupo

Hupo kamudziyo kanochengeterwa mushonga wekurapa.

Verenga

Swipe for the next word