KwaunobvaDuramazwiHhura

Duramazwi · zita

hura

-feva-famba-famba-pomba

Zvinoreva

Hura chibhora kana chimusoro chorukweza chinenge chiri pamusoro soro pechirimwa chacho uye chinenge chine shanga. Pakukohwa tinocheka hura dzezvivo tichisiya madzinde amire.

Kana munhu achinzi anohura anenge aine tsika yokurara nevarume kana vakadzi vakawanda.

1

Kudzonyera chinhu kuchizadzisa zvisiri pamwero, uchiita zvokumanikidzira. Mai vaidzonyera hura dzezviyo musaga.

Tsvungu ihura dzorukweza dzisina vana vakati tsvete nehura yose.

Kudarikira kuhura kunoitwa nomudzimai anenge aroorwa.

2

Kana munhu achinzi anohura anenge aine tsika yokurara nevarume kana vakadzi vakawanda.

Kudzonyera chinhu kuchizadzisa zvisiri pamwero, uchiita zvokumanikidzira. Mai vaidzonyera hura dzezviyo musaga.

Kudarikira kuhura kunoitwa nomudzimai anenge aroorwa.

Shangu tumhodzi tworukweza tunenge tuchiri pahura.

Zvakafanana

-feva · -famba-famba

Zvine chekuita

-pomba

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word