Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mvura yakasviba inobuda pachironda chakora (pus).
1
Mvura yakasviba inobuda pachironda chakora (pus).
Pute ibundu guru rakazvimba, rinokonzerwa neutachiona hunozoita hurwa gare gare.
Pama kabva kumusha hamuna kuwana door renyu rebedroom rakavhurwa imi?
Zvechokwadi Mai Mhofu vakawana door ravo rebedroom rakavhurwa.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hurwada
Kuti hurwada kupfugama pasi uchigashidza munhu anoremekedzwa chinhu kana zvokudya.
VerengaSwipe for the next word