Duramazwi · zita
Zvinoreva
(kare) Husha inhember yaipfekwa makare kare kumashure, yaibvara kubva muchiuno kusvika pamabvi,
Husha ndechese chakaita setambo chinogona kusungiswa zvinhu.

Husha ndezvimwe zvezvirango zvinopiwa amai vakabereka mukadzi anenge ari kuroorwa.

Murume wokushusha uya akazotiziwa nomukadzi wake.

Zvine chekuita
nhahwamaringa
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hushingi
Kuva nemwoyo usingatyi matambudziko (bravery).
VerengaSwipe for the next word