KwaunobvaDuramazwiHhurwada

Zvinoreva

Kuti hurwada kupfugama pasi uchigashidza munhu anoremekedzwa chinhu kana zvokudya.

1

Kuti hurwada kupfugama nemabvi nekuda kwekushaya simba mumakumbo memunhu kana mhuka.

2

Zvakafanana

gwadara

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

husha

(kare) Husha inhember yaipfekwa makare kare kumashure, yaibvara kubva muchiuno kusvika pamabvi,

Verenga

Swipe for the next word