Duramazwi
Zvinoreva
Kubopa kuva munhu akaneta asina simba.
Kusunga kana kumisa.
Kubopa kuva munhu akaneta asina simba.
Kubopa kusunga bhaudhi nechipanera. Bopa bhaudhi regejo kuti vhiri rirege kubva.
Inga Ishimairi akura chaizvo. Ava kutogona kubopa mombe nhai!
Kubopa chinhu kuchisungirira panzvimbo uchishandisa gavi, tambo kana ndande.
Kusunga kana kumisa.
Kubopa kusunga bhaudhi nechipanera. Bopa bhaudhi regejo kuti vhiri rirege kubva.
Inga Ishimairi akura chaizvo. Ava kutogona kubopa mombe nhai!
Kubopa kusunga mombe kana madhongi pajoki. Murume abopa mombe nokuti ari kuda kurima.
Kubopa chinhu kuchisungirira panzvimbo uchishandisa gavi, tambo kana ndande.
Kubopa kusunga mombe kana madhongi pajoki. Murume abopa mombe nokuti ari kuda kurima.
Kubopa kusunga bhaudhi nechipanera. Bopa bhaudhi regejo kuti vhiri rirege kubva.
Kubopa kushandisa mabhureki pakumisa bhasikoro, motokari kana mumwe-wo mushini. Abopa mabhureki e-bhasikoro nokuti ava kudzika materu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bope
Bope ruzha runoitika vanhu vachipopotedzana vachida kurwa kana kuti vachitorwisana.
VerengaSwipe for the next word