KwaunobvaDuramazwiMmanga

Duramazwi · zita

manga

-batya

Zvinoreva

Ditimanga.

Kumanga bhaudhi kurisunga nechipanera.

1

Ditimanga.

Manga muchifanira kumirira tironge than kuita zvinhu zvinomakisa kudaro zvamazoita.

Manga musingafanire kuzviita zvachose izvozvo.

Manga musingafanire kuita zvamaita zviye.

2

Manga ndeumwe wemapatya.

3

Kumanga bhaudhi kurisunga nechipanera.

Kumanga fodya yechimonera kuimonera pabepa kuti iite mudzanga.

Manga muchifanira kumirira tironge than kuita zvinhu zvinomakisa kudaro zvamazoita.

Manga musingafanire kuzviita zvachose izvozvo.

Zvakafanana

-batya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mangadza

Kana munhu achiita mangadza anenge achinyepedzera kunge asingadi chimwe chinhu asi mumwoyo make achichida.

Verenga

Swipe for the next word