KwaunobvaDuramazwiMmangai

Zvinoreva

Mangai chibage chakaoma chinotsokonyorwa chozobikwa chiri choga, chisina kuvhenganiswa nedzimwe mbesa.

1

Mangai chibage chakaoma chinotsokonyorwa chozobikwa chiri choga, chisina kuvhenganiswa nedzimwe mbesa.

Tadiwa akatoona kuti painge pasina chembwa since atenzi vararira mangai.

Kana mukararira mangai, munenge maadya manheru sechidyo chenyu chekupera kwezuva.

Mangai chibage chakaoma chinotsokonyorwa chozobikwa chiri choga, chisina kuvhenganiswa nedzimwe mbesa.

Zvakafanana

manjewere · magwadya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mangamanga

Chinhu chemangamanga chinhu chisina maturo. Paainge otaura zvinhu zvemangamanga, vanhu vazhinji vakabva vasimuka pamusangano ndokuenda.

Verenga

Swipe for the next word