KwaunobvaDuramazwiMmunjoko

Duramazwi · zita

munjoko

mangobe

Zvinoreva

Munjoko mutakura wechibage chakaoma, chinobikwa dziri hupi.

1

Munjoko mutakura wechibage chakaoma, chinobikwa dziri hupi.

Munjoko mutakura wechibage chakaoma, chinobikwa dziri hupi.

Zvakafanana

mangobe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munobva

Munobva muti unowanikwa munzvimbo dzine matombo, unoita maruva egirini asinganyatsoonekwa, unoita vana vakarebenuka senyemba vakaomarara.

Verenga

Swipe for the next word