Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muninu muti une hunde yakacheneruka, yakatsetseka, inofunuka uye une mashizha madiki.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munjekenje
Munjekenje muti unoita mapango akasimba.
VerengaSwipe for the next word