Duramazwi01 / 03muninuMuninu muti une hunde yakacheneruka, yakatsetseka, inofunuka uye une mashizha madiki.Verenga→
Duramazwi03 / 03munjiroMunjiro kamuti kanoita maruva egirini akareburuka, kanowanikwa munzvimbo dzine miti neuswa hwakawanda, kanobereka vana vanodyiwa.Verenga→