Duramazwi · zita
munhuwi
fragrance · aroma · scent · smell · smells
Duramazwi · zita
fragrance · aroma · scent · smell · smells
Mweya unobuda panze zvinoonekwa.
Mweya unobuda panze zvinoonekwa.
Kuti fembu kufemera mukati sezvinoita munhu anosvuta fodya yebute, kana anoda kunzwa munhuwi.
Kakwembe munhuwi wakaipa unobva pamuviri womunhu.
Kupfuhwidza kubika zvinhu zvine munhuwi wakanaka.
Duramazwi
01 / 03munikero
Munikero zvipo zvinounganidzwa nechita chevanhu nechinangwa chokuti chizobatsira vanhu vanotambura.
VerengaSwipe for the next word