Duramazwi · zita
munhuhwi
scent · smell · stink · odor
Duramazwi · zita
scent · smell · stink · odor
Munhuhwi mweya unobva pane chimwe chinhu, uchipinda mumhu-no dzako.
Munhuhwi mweya unobva pane chimwe chinhu, uchipinda mumhu-no dzako.
Mukadzi uyo ane pamuviri. Saka paangonzwa munhuhwi wenyama, abva angonoti boko panze.
Kusvisvidza kuita kuti imbwa itevedze munhuhwi kana hwema hwemhuka kana munhu.
Kurwera kubuda kunoita rute mumukanwa, kana munhu aona kana kunzwa munhuhwi wezvokudya zvinonaka.
Duramazwi
01 / 03munhukadzi
female
VerengaSwipe for the next word