KwaunobvaDuramazwiMmunhukadzi

Duramazwi · zita

munhukadzi

female

Zvinoreva

Mukadzi.

1

Mukadzi.

Usafanana nemunhu anoda kuroora mukadzi ane moyo wakanaka asi kana otsvaga mukadzi uyu ongoti chero munhukadzi waaona.

Iwe unogona kunge wakatambirwawo kana uri munhukadzi, kanawo uri murume mukadzi wako anogona kunge akapindawo mukutambirwa uku.

Musikana munhukadzi anenge ava pazera riri pakati pehwana neukuru, asati aroorwa.

Zvine chekuita

mukadzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhundurwa

Munhundurwa kamuti kanobereka tuvana tweyero twakatenderera, twusingadyiwi, twunonzi nhundurwa.

Verenga

Swipe for the next word