Duramazwi · zita
mukadzi
wife · woman · woman; wife; lady
Duramazwi · zita
wife · woman · woman; wife; lady
Munhu asiri murume.
Munhu asiri murume.
BaTakue vaiti vakafunga mukadzi wavo vainzwa kutya asi chokuita painge pasisina.
Vamhofu vakazopinda ndokutora mukadzi wavo kwave kumhanyawo naye kuhospital.
Vamhofu vainzwira mukadzi wavo tsitsi nekuti aive panguva yakaoma.
Mukadzi munhu anokwanisa kuumba mwana mudumbu make, uye ane mazamu aanogona kuyamwisa nawo mwana uyu.
Mukadzi wemunhu ndiye anenge akaroorwa, ari amai vemba yake yaanochengeta zvese nemhuri.
Kana munhurume achinzi mukadzi, anenge achinyanya kuteta kana kutya kuita zvinhu zvinoitwa nevamwe varume, kazhinji pakurwa.
Duramazwi
01 / 03mukaha
Mukaha iburi rinosara panenge pakada kubatana. Madzvinyu anopinda mumukaha webwe kana aona vanhu.
VerengaSwipe for the next word