Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukachirwa idoro rinobikwa kwevhiki sendari asi iro rozoiswa mashizha emuchakata kana mumwewo muti kuti rinyanyise kudhaka.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukachukachu
Kana munhu achiita mukachukachu anenge achidya chikafu achikasira chaizvo.
VerengaSwipe for the next word