KwaunobvaDuramazwiMmunhunguru

Duramazwi · zita

munhunguru

mutombototomududwemutudzatuza

Zvinoreva

Munhunguru muti unoita muchero wakaurungana, unotsvukuruka kana waibva, uchiitisa rwadzira kana uchinge waudya usina kuibva.

1

Zvakafanana

mutombototo · mududwe · mutudza · tuza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhuruka

Munhuruka inguva inonaya mvura yekutanga tichibva muchirimo.

Verenga

Swipe for the next word