Duramazwi · zita
munin'ina
brother
mufana
Duramazwi · zita
brother
Munin'ina musikana kana mukomana mudiki kune mumwe wemumhuri imwe naye.
Munin'ina musikana kana mukomana mudiki kune mumwe wemumhuri imwe naye.
Tambaoga akanga akatarira kuti zvimwe munin'ina wake, Tapiwa, achauyawo padare asi haana kuuya.
Mukadziwo aigona kutsvaga munin'ina wake kana mwana wehanzvadzi yake kuti agone kuitira murume wake vana.
Pamengo iina dziya dzandatenga ndichasiirawo munin'ina wangu mbiri.
mufana
Duramazwi
01 / 03muninina
younger brother; younger sister
VerengaSwipe for the next word