Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mangange kuenzana kwevanhu vanenge vachikwikwidzana.
1
Mangange kuenzana kwevanhu vanenge vachikwikwidzana.
Kana vatambi vetenisi vasvika pajusi, vanenge vaita mangange pazvibodzwa makumi mana museti imwe chete.
Mangange kuenzana kwevanhu vanenge vachikwikwidzana.
Pamita-mbo yakasiyana-siyana, ekisitirataimu inguva inowedzerwa kutimu dzinenge dzaita mangange, asi ipo pachifanira kuva neimwe inokunda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03manganizi
Manganizi isimbi chena yakada kuenda kupfumbu, inogadzirisa simbi nemagirazi.
VerengaSwipe for the next word