KwaunobvaDuramazwiMmangamanga

Duramazwi · zita

mangamanga

Zvinoreva

Chinhu chemangamanga chinhu chisina maturo. Paainge otaura zvinhu zvemangamanga, vanhu vazhinji vakabva vasimuka pamusangano ndokuenda.

1

Chinhu chemangamanga chinhu chisina maturo. Paainge otaura zvinhu zvemangamanga, vanhu vazhinji vakabva vasimuka pamusangano ndokuenda.

Aka kamuti kasingafi mangamanga, kanombooma kozobukira zvekare, kanokura pakati pemabwe.

Mutenje ijira remangamanga risina kunyanyosimba kana kunaka uye risingadhuri.

Kuti tsipi kuzvitora semunhu wamangamanga asi zvisiri izvo zvauri.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mangambi

Mangambi zviridzwa zvematanda, zvakada kufanana nemarimba, zvinoburitsa mumhanzi.

Verenga

Swipe for the next word