Duramazwi · zita
marara
clutter · garbage · rubbish · dump
Duramazwi · zita
clutter · garbage · rubbish · dump
Mushakabvu.
Marara zvinhu zvinoraswa nekuti hazvisisina basa.
Mushakabvu.
Ndagara ndati pano pamusha pangu handidi kuona marara akaita saiwayo.
Amai Zvauya: Ini baba vaRay ndaramba kuti pamuviri ndepaRay nokuti iye akazombowana nguva yekubata marara akadai rinhi?
Kundira marara ayo kunze kwechivanze uko, tigozoapisa manheru.
Marara zvinhu zvinoraswa nekuti hazvisisina basa.
Akasvikoti bveveve paive pazere marara.
Kana zvinhu zvakaita dukutuku zvinenge zvakawanda, sezvakaita kudya kana marara.
Kuti njengenjenge kudonha kwechinhu chakao-marara, asi chiri mubutiro rakapfava.
Marara mashoko asina maturo.
Duramazwi
01 / 03mararamiro
ecosystem
VerengaSwipe for the next word