Duramazwi · zita
marariya
malaria
Duramazwi · zita
malaria
Marariya chirwere chinobata munhu kana akarumwa noutunga hune utachiona hwacho, chinokonzera kurwadza kwemusoro, kupiswa muviri, kuneta kwemuviri kana kupenga.
Marariya chirwere chinobata munhu kana akarumwa noutunga hune utachiona hwacho, chinokonzera kurwadza kwemusoro, kupiswa muviri, kuneta kwemuviri kana kupenga.
Kapururu kachisikwa kose kadiki kane manhenga uye kanobhururuka. Mosikwito kapururu kanogona kukonzera marariya.
Makwinini rudzi rwemapiritsi anorapa marariya.
Chimwe chiratidzo chomunhu ava nemarariya kugomberwa mumabvi.
Duramazwi
01 / 03mararo
Mararo kupinduka-pinduka kunoita munhu akarara, zvichikonzera kuti abve panzvimbo yaanga ambori pakutanga.
VerengaSwipe for the next word