Duramazwi · zita
marata
mazen'e
Duramazwi · zita
Marata masimbi anoshandiswa kupfiririsa dzimba, zvikuru dzekona.
Marata masimbi anoshandiswa kupfiririsa dzimba, zvikuru dzekona.
Imba yakazhizhwa nezimupuranga, ikabva yapwanyika marata.
Aya marata okupfuririsa dzimba anenge akagadzirwa nechicherwa cheasibhesitosi.
Njereza chidimbu chesimbi chinenge chakati tsurumete, sezvakaita marata.
mazen'e
Duramazwi
01 / 03maratya
Muchina weruzivo kure kashoma.
VerengaSwipe for the next word