KwaunobvaDuramazwiMmarasha

Duramazwi · zita

marasha

charcoal · coal · fiery · coal; charcoal

Zvinoreva

Marasha ihuni kana zvimwewo zvakatsva zvinoshandiswa kudziya kana kuchisa mbatya.

1

Marasha ihuni kana zvimwewo zvakatsva zvinoshandiswa kudziya kana kuchisa mbatya.

Chido akadya marasha paakanzwa kuti mari yake yaaida kutengesa zvihwitsi yatengeswa mukaka naamai vake.

Marasha ihuni kana zvimwewo zvakatsva zvinoshandiswa kudziya kana kuchisa mbatya.

Kuti tsotsonyo kugumha huni iri mumoto zvine simba, kuti idonhedze marasha.

Zvakafanana

mazembe · marishe

Zvine chekuita

mazimbe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

marata

Marata masimbi anoshandiswa kupfiririsa dzimba, zvikuru dzekona.

Verenga

Swipe for the next word