Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mazimbe marasha emoto anenge achipisa kana kuti adzima. *Mazimbe anenge adzima anosvibisa maoko kana ukaabata nokuti ane ruvara rutema.*
1
Mazimbe marasha emoto anenge achipisa kana kuti adzima. *Mazimbe anenge adzima anosvibisa maoko kana ukaabata nokuti ane ruvara rutema.*
Mazimbe mushonga mutema-tema unoiswa paguvhu remwana mucheche kuti rikasire kuoma.
Kugoka kutora danda kana mazimbe emoto kuti undovesa umwe moto pamwe panhu pakasiyana.
Iri idzitsi rechipauro rinoreva ruvara rwakafanana nerwematsito kana mazimbe asina moto.
2
Mazimbe mushonga mutema-tema unoiswa paguvhu remwana mucheche kuti rikasire kuoma.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazinda
Mazinda mweya yakaipa uye inokanganisa ugaro hwemunhu.
VerengaSwipe for the next word