KwaunobvaDuramazwiRrufuse

Duramazwi · zita

rufuse

Zvinoreva

Rufuse ivhu nemadota zvinopisa, zvinowanikwa panenge paita moto kwenguva refu.

1

Rufuse ivhu nemadota zvinopisa, zvinowanikwa panenge paita moto kwenguva refu.

Maputi anogona kugochwa murufuse, vanhu vari padare.

Rufuse ivhu nemadota zvinopisa, zvinowanikwa panenge paita moto kwenguva refu.

Airohwa kana kutukwa asi nerimwe zuva zvakaiwana ngwarati, akazvipinza oga murufuse.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rugande

Rugande kuunza zvokudya pamwe chete kunowanzoitwa nevadiki, sezvingaita vana vanenge vari kun'ombe.

Verenga

Swipe for the next word