Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rugande kuunza zvokudya pamwe chete kunowanzoitwa nevadiki, sezvingaita vana vanenge vari kun'ombe.
Rugande mweya unenge uchinhuwa zvisina kunaka.
1

2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rugarahomba
Kana munhu achigara upenyu hwerugarahomba anenge achirarama nezvinhu zvine njodzi.
VerengaSwipe for the next word