Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gundu mweya unonhuwa.
1
Gundu mweya unonhuwa.
Tungundu chirwere chen'ombe inenge ine makonye mudumbu zvokuti inobva yaonda zvakanyanyisa.
Ngundu inguwani ine manhenga, inopfekwa namambo kana nesvikiro, kana vamwewo vane zvinzvimbo zvikuru.
Kuti ngundu kutinhira sezvinoitika kana koda kunaya.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gundumbwiri
Gundumbwiri idanda rinoshandiswa kutsigira mamwe ese pakati, pakurura denga.
VerengaSwipe for the next word