Kwaunobva/Duramazwi/C/chingema
Duramazwi · zita
Chingema hwema hwakasimba uye husingafadzi.
Duramazwi
ChiNgezi
ChiNgezi mutauro wavarungu, kunyanya vekuBritain neveku America.
chingidzira
Kuchingudza.
chinginjingi
Kuti chinginjingi kuwanza munyu muusavi hwaunenge wabika.
Swipe for the next word