Duramazwi · zita
ChiRunguchirumbi
Zvinoreva
ChiNgezi mutauro wavarungu, kunyanya vekuBritain neveku America.
Chingezi itsika nemagariro avarungu avo vanodaidzwawo nezita rokuti mangezi. Kufamba vanhu vachikisana kana kumbundirana mumugwagwa chingezi chatava kuda kudzidzira isu vatema.
1

2

Zvakafanana
ChiRungu · chirumbi
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chingidzira
Kuchingudza.
VerengaSwipe for the next word