KwaunobvaDuramazwiCchingo-

Duramazwi

chingo-

Zvinoreva

Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitwa asi pfungwa dzisina kuzvipira pazviri.

1

Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitwa asi pfungwa dzisina kuzvipira pazviri.

Bodo hazviite, zvinenge zviri mumaoko achingo pfura pfura kasinga peri pamberi pedzimba dzevanhu.

Kudzonya kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingo- ramba uchitutira nyangwe zvazara.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chingoma

Chingoma ingoma diki yokuridza.

Verenga

Swipe for the next word