Duramazwi
Zvinoreva
Chingoma ingoma diki yokuridza.
1
Chingoma ingoma diki yokuridza.
Chingoma ndepakaita katende pakati pamavhiri, sezvakaita engoro, munogona kuiswa girisi kana oiri.
2
Chingoma ndepakaita katende pakati pamavhiri, sezvakaita engoro, munogona kuiswa girisi kana oiri.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chingotoro
Chingotoro mutauro unoumbwa nokushandiswa nechikwata chavanhu vashoma vanenge vachizivana.
VerengaSwipe for the next word