Duramazwi
-dimbudzira
Zvinoreva
Kuchingidzira kutora nzira pfupi nechinangwa chokuti ukasire kubata kana kusangana neaenda kare.
Kana uchichingudzira ruoko unenge uchirutambanudza kuti ugamuchire zvimwe zvinhu.
1

2

Zvakafanana
-dimbudzira
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chingura
Kana uchichingura munhu anenge achisvika pamba penu, unenge uchimunenekedzera ruoko rwekumhoresa kana kumutaurira mashoko anoratidza kuti ngaasvike zvake.
VerengaSwipe for the next word