KwaunobvaDuramazwiCchingamidza

Duramazwi

chingamidza

-chingura-tambira

Zvinoreva

Kuchingamidza munhu kumutambira uchimukwazisa.

1

Kuchingamidza munhu kumutambira uchimukwazisa.

Amai Zvauya: Tikukwaziseika.(vachivachingamidza maoko.

Iri izwi rinoshandiswa kuchingamidza munhu paanosvika kubva parwendo, kuri kuratidza kumufarira.

Kugashira munhu kumuchingamidza paanenge osvika pamusha penyu.

Zvakafanana

-chingura · -tambira

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chingamidzo

Chingamidzo kusangana nekumhorosa munhu ari kuuya kwauri.

Verenga

Swipe for the next word