KwaunobvaDuramazwiCchinga

Duramazwi

chinga

chinga chinga

Zvinoreva

Kana shiri dzikati chinga panhu, dzinenge dzamhara panzvimbo dzakawanda. Shiri dzati chinga mumunda wegorosi zvokuti hameno rikasara.

Kugamuchira kana kufambisa.

1

Kuti hezvo kutaridza kushamisika nechiitiko chawanga usingatarisiri kuti chinga-itika panguva iyoyo.

Kana uchichinga ivhu unenge uchiriita kuti rikwanise kupa kudya kuzvirimwa.

2

3

Kuchinga kugamuchira mwana paanenge achizvarwa.

4

Kuchinga kufambisa mashoko kunoita hanzvadzi yomuroorwi pakati pemhuri mbiri dzinenge dzichiroorera-na.

5

Kuwaridza.

6

Kana uchichinga ivhu unenge uchiriita kuti rikwanise kupa kudya kuzvirimwa.

Zvakafanana

chinga chinga

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chingaidza

Kuchingaidza munhu kumuita kuti ashamisike kana kuti asanzwisisa zviri kuitika.

Verenga

Swipe for the next word