Duramazwi
gamuchira
receive
Duramazwi
receive
Kugamuchira kutambira nemaoko zvinhu zvaunenge uchipiwa.
Kugamuchira kutambira nemaoko zvinhu zvaunenge uchipiwa.
Handizivi kuti amapiwa nani akatogamuchira munhu atanga kusvika pachikoro nhasi.
Ndakasiya ndakukurudzira kunamata Natty but ndakaona uchigamuchira mukombe kubva kumuvengi.
Haazezi kugamuchira zvinhu zvaapiwa nevanhu vaasingazive.
Kugamuchira inzira yekuratidza nayo rufaro kana vaenzi vachisvika pamba kana pabasa.
-gashira
Duramazwi
01 / 03gamura
Kugamura kufembera chimwe chinhu, chobuda sezvawanga uchifungidzira.
VerengaSwipe for the next word