Duramazwi
Zvinoreva
Kugamura kufembera chimwe chinhu, chobuda sezvawanga uchifungidzira.

Kana ukapagamura munhu unenge wamurova zvine simba, kazhinji kumeso kana mumusoro.
Kana mhuka ikapagamura imwe inenge yaikava zvine simba nemakumbo ayo esure.
Kubhagamura kurova munhu nesimba guru uye zvine shungu neutsinye uchisevenzesa zvibhakera.

Zvine chekuita
-kamura
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gan'a
Kana munhu achinzi anogan'a anenge achiita misikanzwa inenge isingambofungidzirwi kuti anoiita.
VerengaSwipe for the next word