KwaunobvaDuramazwiPpiwa

Duramazwi

piwa

ported

Zvinoreva

Kupiwa kutambidzwa chimwe chinhu kubva kune mumwe munhu.

1

Kupiwa kutambidzwa chimwe chinhu kubva kune mumwe munhu.

Unogona kupiwa tsumo wochinyora nyaya inoburitsa pachena zvinoreva tsumo iyi.

Unokwanisa kupiwa mubvunzo unoda kuti utsvake tsumo inoenderana netsananguro yakapiwa.

Neimwevo nguva unogona kupiwa nyaudzosingwi ugonzi udzishandise muzvirevo.

2

Kana musikana akapiwa nhumbu anenge amitiswa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

piyanisa

Kupiyanisa kupesanisa kana kutandika zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word